Mabasa Avapostori 8:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvavakanga vachifamba nomugwagwa, vakasvika pakanga pane mvura saka muyunaki akati, “Tarirai, heino mvura. Chingandikonesa kubhabhatidzwa chiiko?”

Mabasa Avapostori 8

Mabasa Avapostori 8:27-40