Mabasa Avapostori 7:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakagamuchira tabhenakeri, vachitungamirirwa naJoshua, madzibaba edu akauya pamwe chete nayo paya pavakatora nyika kubva kundudzi dzakanga dzadzingwa pamberi pavo naMwari. Tabhenakeri yakagara munyika iyo kusvikira panguva yaDhavhidhi,

Mabasa Avapostori 7

Mabasa Avapostori 7:40-50