Mabasa Avapostori 7:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Madzitateguru edu akanga ane tabhenakeri yeChipupuriro pakati pavo murenje. Yakanga yakagadzirwa sokurayirwa kwakanga kwaitwa Mozisi naMwari, maererano nomufananidzo waakanga aona.

Mabasa Avapostori 7

Mabasa Avapostori 7:37-48