Mabasa Avapostori 6:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vane gumi navaviri vakaunganidza vadzidzi vose pamwe chete vakati, “Hazvingavi zvakanaka kwatiri kuti tirege ushumiri hweshoko raMwari kuti tishande pamatafura.

Mabasa Avapostori 6

Mabasa Avapostori 6:1-5