Mabasa Avapostori 6:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumazuva iwayo vadzidzi zvavakanga vachiwedzerwa pauwandu, vaJudha vaitaura chiGiriki vaiva pakati pavo vakagunun'una pamusoro pavaJudha vaitaura chiHebheru nokuti chirikadzi dzavo dzaidarikwa pakugoverwa kwezvokudya zvemisi yose.

Mabasa Avapostori 6

Mabasa Avapostori 6:1-7