Mabasa Avapostori 5:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Petro akati kwaari, “Matenderana seiko kuti muedze Mweya waShe? Tarira! Tsoka dzamajaya aviga murume wako dziri pamukova, uye vachakutakura newewo.”

Mabasa Avapostori 5

Mabasa Avapostori 5:6-14