Mabasa Avapostori 5:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Petro akamubvunza akati, “Ndiudze, uyu ndiwo here mutengo wamakawana, iwe naAnaniasi, pamunda?”Iye akati, “Hongu, ndiwoyu mutengo.”

Mabasa Avapostori 5

Mabasa Avapostori 5:4-17