Mabasa Avapostori 5:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, wakanga usiri wako here usati watengeswa? Uye shure kwokunge wautengesa, mari yakanga isiri yako here? Chiiko chakaita kuti ufunge kuita chinhu chakadai? Hauna kureva nhema kuvanhu asi kuna Mwari.”

Mabasa Avapostori 5

Mabasa Avapostori 5:1-11