Mabasa Avapostori 5:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Petro akati, “Ananiasi, Satani azadzireiko mwoyo wako kudai, kuti usvike pakureva nhema kuMweya Mutsvene uye wazvikamurira imwe mari yawawana pakutengesa munda?

Mabasa Avapostori 5

Mabasa Avapostori 5:1-9