Mabasa Avapostori 3:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Mozisi akati, ‘Ishe Mwari wenyu achakumutsirai muprofita akafanana neni kubva pakati pavanhu venyu chaivo; munofanira kuteerera zvose zvaanokuudzai.

Mabasa Avapostori 3

Mabasa Avapostori 3:15-25