Mabasa Avapostori 3:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anofanira kumboramba ari kudenga kusvikira nguva yokuti Mwari avandudze zvinhu zvose yasvika, sezvaakavimbisa kare kare kubudikidza navaprofita vake vatsvene.

Mabasa Avapostori 3

Mabasa Avapostori 3:12-26