Mabasa Avapostori 28:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi tinoda kunzwa kuti pfungwa dzako ndedzei, nokuti tinoziva kuti kwose kwose vanhu vanotaura zvakaipa pamusoro peboka iri.”

Mabasa Avapostori 28

Mabasa Avapostori 28:18-28