Mabasa Avapostori 28:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ivo vakati, “Hatina kumbogamuchira kana tsamba zvadzo dzichibva kuJudhea maererano newe, uye hakuna mumwe wehama dzakabvako akatizivisa kana kutaura chinhu chipi zvacho chakaipa pamusoro pako.

Mabasa Avapostori 28

Mabasa Avapostori 28:15-28