Mabasa Avapostori 27:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakasara vavo vainge vachizoyambutswa namapuranga kana pazvidimbu zvechikepe. Nenzira iyi, mumwe nomumwe akasvika kunyika zvakanaka.

Mabasa Avapostori 27

Mabasa Avapostori 27:35-44