Mabasa Avapostori 27:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mukuru wezana akanga achida kuponesa Pauro, akavadzivisa kuita zvavakanga varonga. Akarayira vaya vaigona kushambira kuti vashambire havo vatange kubuda muchikepe vaende kumahombekombe.

Mabasa Avapostori 27

Mabasa Avapostori 27:40-44