Mabasa Avapostori 26:31-32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

31. Vakabuda mumba, uye pavaitaurirana, vakati, “Munhu uyu haasi kuita chinhu chinofanira rufu kana kupfigirwa mutorongo.”

32. Agiripa akati kuna Fesitasi, “Munhu uyu angadai asunungurwa dai akanga asina kuzviisa kuna Kesari.”

Mabasa Avapostori 26