Mabasa Avapostori 25:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pauro akati asvika, vaJudha vakanga vabva kuJerusarema vakamira vakamukomberedza, vachimupomera mhosva dzakaipisisa, dzavakanga vasingakwanisi kusimbisa.

Mabasa Avapostori 25

Mabasa Avapostori 25:1-9