Mabasa Avapostori 25:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati apedza mazuva masere kana gumi navo, akaburuka akaenda kuKesaria, uye zuva rakatevera akaunganidza vedare akarayira kuti Pauro auyiswe pamberi pake.

Mabasa Avapostori 25

Mabasa Avapostori 25:1-9