Mabasa Avapostori 23:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakava nebope guru, uye vamwe vadzidzisi vomurayiro vainge vari vaFarisi vakasimuka vakaita nharo zvikuru. Vakati, “Hatina chakaipa chatinoona pamunhu uyu. Ko, kana ari mweya kana mutumwa akataura kwaari?”

Mabasa Avapostori 23

Mabasa Avapostori 23:1-19