Mabasa Avapostori 23:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaSadhusi vanoti hakuna kumuka kwavakafa, uye kuti hakuna mutumwa kana mweya, asi vaFarisi vanotenda izvozvo zvose.

Mabasa Avapostori 23

Mabasa Avapostori 23:1-11