Mabasa Avapostori 23:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Fume mangwana vaJudha vakaita rangano vakazvisunga nemhiko kuti varege kudya kana kunwa kusvikira vauraya Pauro.

Mabasa Avapostori 23

Mabasa Avapostori 23:5-20