Mabasa Avapostori 23:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Usiku hwakatevera, Ishe akamira pedyo naPauro akati kwaari, “Tsunga mwoyo! Sezvawapupura pamusoro pangu muJerusarema, saizvozvo unofanira kundopupurawo muRoma.”

Mabasa Avapostori 23

Mabasa Avapostori 23:2-20