Mabasa Avapostori 22:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukuru wezana akati anzwa izvi, akaenda kumukuru wavarwi akandomuzivisa izvozvo, akati, “Muchaita seiko zvino? Munhu uyu muRoma.”

Mabasa Avapostori 22

Mabasa Avapostori 22:21-30