Mabasa Avapostori 21:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi nguva yedu yakati yapera, takabvapo tikaenderera mberi norwendo rwedu. Vadzidzi vose pamwe chete navakadzi vavo navana vakatiperekedza vakatisiya tava kunze kweguta, uye pamahombekombe ipapo takapfugama tikanyengetera.

Mabasa Avapostori 21

Mabasa Avapostori 21:1-15