Mabasa Avapostori 21:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Takati tawana vadzidzi ipapo, takagara navo kwamazuva manomwe. Vakakumbirisa Pauro kubudikidza noMweya kuti arege kuenda kuJerusarema.

Mabasa Avapostori 21

Mabasa Avapostori 21:1-14