Mabasa Avapostori 18:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vaJudha vakati vapikisana naPauro uye vachimutuka, akazunza nguo dzake asingafari akati kwavari, “Ropa renyu ngarive pamisoro yenyu! Ini ndakachena pabasa rangu. Kubva zvino ndichaenda kuvaHedheni.”

Mabasa Avapostori 18

Mabasa Avapostori 18:2-12