Mabasa Avapostori 18:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sirasi naTimoti vakati vasvika vachibva kuMasedhonia, Pauro akazvipira kuti aparidze chete, achipupura kuvaJudha kuti Jesu ndiye Kristu.

Mabasa Avapostori 18

Mabasa Avapostori 18:1-7