Mabasa Avapostori 18:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatanga kutaura musinagoge asingatyi. Pirisira naAkwira vakati vamunzwa, vakamukoka kumba kwavo vakamutsanangurira nzira yaMwari zvizere.

Mabasa Avapostori 18

Mabasa Avapostori 18:25-28