Mabasa Avapostori 18:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akanga akadzidziswa nzira yaShe, uye aitaura nesimba guru uye achinyatsodzidzisa nezvaJesu, kunyange zvake aingoziva nezvorubhabhatidzo rwaJohani.

Mabasa Avapostori 18

Mabasa Avapostori 18:24-28