Mabasa Avapostori 16:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vabati vakandozivisa vatongi izvozvo, uye ivo vakati vanzwa kuti Pauro naSirasi vakanga vari vaRoma, vakatya kwazvo.

Mabasa Avapostori 16

Mabasa Avapostori 16:35-40