Mabasa Avapostori 16:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Pauro akati kumubati, “Vakatirova pachena tisina kutongwa, kunyange zvedu tiri vaRoma, uye vakatiisa mutorongo. Uye zvino vava kuda kutiregedza chinyararire here? Kwete! Ngavauye ivo vagotibudisa.”

Mabasa Avapostori 16

Mabasa Avapostori 16:32-39