Mabasa Avapostori 14:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vasvika ikoko, vakaunganidza kereke pamwe chete vakavarondedzera zvose zvakanga zvaitwa naMwari kubudikidza navo uye kuti akanga avazarurira sei mukova wokutenda kuvaHedheni.

Mabasa Avapostori 14

Mabasa Avapostori 14:26-28