Mabasa Avapostori 14:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva paAtaria vakakwira chikepe vakadzokera kuAndioki, kuya kwavakanga vakumikidzwa kunyasha dzaMwari pabasa ravakanga vapedza zvino.

Mabasa Avapostori 14

Mabasa Avapostori 14:25-28