Mabasa Avapostori 11:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vaya vakanga vaparadzirwa namatambudziko nokuda kwaSitefani vakafamba vakandosvika kuFonisia, Saipurasi neAndioki, vachitaura shoko kuvaJudha bedzi.

Mabasa Avapostori 11

Mabasa Avapostori 11:17-29