Mabasa Avapostori 11:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vanzwa izvozvo, vakashayiwa zvimwe zvokureva uye vakarumbidza Mwari vachiti, “Saka zvino Mwari akapawo vahedheni kutendeuka kunotungamirira kuupenyu.”

Mabasa Avapostori 11

Mabasa Avapostori 11:13-26