Mabasa Avapostori 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pane imwe nguva, paakanga achidya navo, akavapa kurayira uku akati, “Musabva muJerusarema, asi mumirire chipo chakavimbiswa naBaba vangu, icho chamakandinzwa ndichitaura pamusoro pacho.

Mabasa Avapostori 1

Mabasa Avapostori 1:1-11