Mabasa Avapostori 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwokutambudzika kwake, akazviratidza kuvanhu ava akaratidza zviratidzo zvizhinji zvokuti iye akanga ari mupenyu. Akaonekwa navo mazuva anopfuura makumi mana uye akataura nezvoumambo hwaMwari.

Mabasa Avapostori 1

Mabasa Avapostori 1:1-13