Mabasa Avapostori 1:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakabatana vose pakuramba vachinyengetera, pamwe chete navakadzi uye naMaria mai vaJesu, navanun'una vake.

Mabasa Avapostori 1

Mabasa Avapostori 1:9-18