Kuungudza Kwajeremia 5:21-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

21. Tidzoserei kwamuri, Jehovha, kuti tigodzoka; vandudzai mazuva edu senguva yekare,

22. kana musina kutiramba zvachose kana kutitsamwira zvikuru kwazvo.

Kuungudza Kwajeremia 5