Kuungudza Kwajeremia 4:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iwe, Mwanasikana weZioni, kurangwa kwako kuchaguma; Asi, iwe Mwanasikana weEdhomu, acharanga chivi chako agoratidza kuipa kwako.

Kuungudza Kwajeremia 4

Kuungudza Kwajeremia 4:14-22