Kuungudza Kwajeremia 5:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Rangarirai Jehovha, zvakatiwira; tarirai, mugoona kunyadziswa kwedu.

2. Nhaka yedu yakapiwa kuvatorwa, misha yedu kumabvakure.

3. Tava nherera, hatina vabereki, vanamai vedu sechirikadzi.

Kuungudza Kwajeremia 5