Kuungudza Kwajeremia 4:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kutsamwa kwaJehovha kwavaparadzira; haachavachengetedza. Havana kukudza uprista, uye havana kuremekedza vakuru.

Kuungudza Kwajeremia 4

Kuungudza Kwajeremia 4:12-22