Kuungudza Kwajeremia 4:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vanodanidzira kwavari vachiti, “Ibvai! Hamuna kuchena! Ibvai! Ibvai! Musatibata!” Panguva yokutiza nokudzungaira kwavo, vanhu pakati pendudzi vanoti, “Havangarambi vachigara pano.”

Kuungudza Kwajeremia 4

Kuungudza Kwajeremia 4:14-16