Kuungudza Kwajeremia 3:12-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

12. Akawembura uta hwake akandiita chinhu chinonangwa chemiseve yake.

13. Akabaya mwoyo wangu nemiseve yaibva mugoba rake.

14. Ndakava chiseko chavanhu vangu vose; vakandihomera nenziyo pazuva rose.

Kuungudza Kwajeremia 3