Kuungudza Kwajeremia 3:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ndini munhu akaona kutambudzika neshamhu yehasha dzake.

2. Akandidzingira kure akaita kuti ndifambe murima panzvimbo yomuchiedza;

3. zvirokwazvo, akashandura ruoko rwake kuti rundirwise nguva nenguva, zuva rose.

Kuungudza Kwajeremia 3