Kuungudza Kwajeremia 1:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvakaipa zvavo zvose ngazviuye pamberi penyu; muvaitire sezvamakaita kwandiri nokuda kwezvivi zvangu zvose. Kugomera kwangu kwawanda, uye mwoyo wangu wapera simba.”

Kuungudza Kwajeremia 1

Kuungudza Kwajeremia 1:13-22