Kuungudza Kwajeremia 1:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Vanhu vakanzwa kugomera kwangu, asi hakuna anondinyaradza. Vavengi vangu vose vakanzwa kutambura kwangu; vanofara nezvamakaita. Dai mauyisa henyu zuva ramakazivisa kuti vagofanana nemi.

Kuungudza Kwajeremia 1

Kuungudza Kwajeremia 1:18-22