Kuungudza Kwajeremia 1:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndakadana kushamwari dzangu asi vakandipandukira. Vaprista vangu navakuru vangu vakafira muguta, pavakanga vachitsvaka zvokudya kuti vazviraramise.

Kuungudza Kwajeremia 1

Kuungudza Kwajeremia 1:15-22