Kuungudza Kwajeremia 1:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akarurama, asi ini ndakamukira murayiro wake. Inzwai, imi vanhu mose; onai kutambudzika kwangu. Majaya angu navarandakadzi vangu vakaenda kuutapwa.

Kuungudza Kwajeremia 1

Kuungudza Kwajeremia 1:10-21