Joshua 9:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi ndizvo zvatichaita kwavari: Tichavarega vari vapenyu, kuitira kuti kutsamwa kwaMwari kurege kutiwira nokuda kwokuputsa mhiko yatakapika kwavari.”

Joshua 9

Joshua 9:12-23